1 Kings 2:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Shimei akasimuka, akasuŋgira cigaro pamboŋgoro yake, akaenda Gati kunaAkishi, kundotȿaka ʋaranda ʋake; Shimei akatora ʋaranda ʋake Gati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akasungira chigaro pambongoro yake akaenda kuna Akishi kuGati kundotsvaga varanda vake. Naizvozvo Shimei akaenda akandotora varanda vake kubva kuGati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shimei akasimuka akasunga dongi rake akaenda kuGati kuna Akishi kundotsvaka varanda vake. Shimei akasvikotora varanda vake kuGati akadzoka navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Shimei akasimuka, akasungira chityaro pambongoro yake, akaenda Gati kuna Akishi, kundotsvaka varanda vake; Shimei akatora varanda vake Gati.
Shona 2009?
Ipapo Shimei akasimuka, akasungira chigaro pambongoro yake, akaenda Gati kuna Akishi, kundotsvaka varanda vake; Shimei akatora varanda vake Gati.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Shimei akasimuka, akasungira chityaro pambongoro yake, akaenda Gati kuna Akishi, kundotsvaka varanda vake; Shimei akatora varanda vake Gati.