1 Kings 2:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakaregereiko kuceŋgeta mhiko yawakapika kunaJehova, nomurairo wandakakuraira?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino sei usina kuchengeta mhiko yako kuna Jehovha nokutevera mutemo wandakakupa?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino wakaregererei kuchengeta mhiko yawakapika naTenzi nomutemo wandakakupa?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakaregereiko kuchengeta mhiko yawakapika kuna Jehovha, nomurayiro wandakakuraira?”
Shona 2009?
Zvino wakaregereiko kuchengeta mhiko yawakapika kuna Jehovha, nomurayiro wandakakuraira?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakaregereiko kuchengeta mhiko yawakapika kuna Jehovha, nomurairo wandakakuraira?”