1 Kings 2:44 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati ʋo kunaShimei: Iwe unoziʋa kwaɀo ɀakaipa ɀose ɀawakaitira ɓaɓa ʋaŋgu Davidi; naiɀoɀo Jehova ucadzosera ɀakaipa ɀako pamusoro wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akatiwo kuna Shimei, “Mumwoyo mako unoziva zvose zvawakatadzira baba vangu Dhavhidhi. Zvino Jehovha achadzosera kuipa kwako pamusoro pako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akatiwo kuna Shimei, “Handiti mumwoyo uri kutoziva zvakaipa zvose zvawakaitira baba wangu Dhavhidhi. Zvino Tenzi achaita kuti uipi hwako hukupfukire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akatiwo kuna Shimei, “Iwe unoziva kwazvo zvakaipa zvose zvawakaitira baba vangu Dhavhidhi; naizvozvo Jehovha uchadzosera zvakaipa zvako pamusoro wako.
Shona 2009?
Mambo akatiwo kuna Shimei, "Iwe unoziva kwazvo zvakaipa zvose zvawakaitira baba vangu Dhavhidhi; naizvozvo Jehovha uchadzosera zvakaipa zvako pamusoro wako.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akatiwo kuna Shimei, “Iwe unoziva kwazvo zvakaipa zvose zvawakaitira baba vangu Dhavhidhi; naizvozvo Jehovha uchadzosera zvakaipa zvako pamusoro wako.