1 Kings 2:46 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mambo akaraira Benaya mŋanakomana waJehoyada, iye akaenda, akandomuʋamba, ndokumuʋuraya. Naiɀoɀo ʋushe, bgakaŋga bgakaɓatwa naSoromoni, bgakasimbiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo akarayira Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, iye akaenda akandouraya Shimei. Naizvozvo umambo hwakasimbiswa muruoko rwaSoromoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akamutumira Bhenaya mwana waJehoyadha, akabuda akamuuraya akafa. Naizvozvo umambo hwakabva hwanyatsova chaizvo mumaoko aSoromoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mambo akaraira Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, iye akaenda, akandomuvamba, ndokumuuraya. Naizvozvo ushe, hwakanga hwakabatwa naSoromoni, hwakasimbiswa.
Shona 2009?
Naizvozvo mambo akaraira Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, iye akaenda, akandomuvamba, ndokumuuraya. Naizvozvo ushe, hwakanga hwakabatwa naSoromoni, hwakasimbiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mambo akaraira Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, iye akaenda, akanomutema, ndokumuuraya. Naizvozvo ushe, hwakanga hwakabatwa naSoromoni, hwakasimbiswa.