1 Kings 2:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino usamurega aʋe somunhu usinemhoȿa, nokuti iwe uri munhu wakacenjera; ucaziʋa hako ɀaunofanira kumuitira, unofanira kuɓurusira musoro wake wacena mubgiro neropa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino usamutora somunhu asina mhosva. Iwe uri murume ane uchenjeri, uchaziva zvokuita naye. Uburutsire musoro wake wachena, kuguva muropa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zvino iwe usati haane mhosva. Iwe uri munhu ane ungwaru. Uchazivawo zvokuita naye. Kunyange zvazvo achena musoro kudaro kuenda kwakwe kuvachakabvu ngakuve kwerufu rweropa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvino usamurega ave somunhu usine mhosva, nokuti iwe uri munhu wakachenjera; uchaziva hako zvaunofanira kumuitira, unofanira kuburusira musoro wake wachena muhwiro neropa.”
Shona 2009?
Asi zvino usamurega ave somunhu usine mhosva, nokuti iwe uri munhu wakachenjera; uchaziva hako zvaunofanira kumuitira, unofanira kuburusira musoro wake wachena muhwiro neropa."
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvino usamurega ave somunhu usine mhosva, nokuti iwe uri munhu wakachenjera; uchaziva hako zvaunofanira kumuitira, unofanira kuburusira musoro wake wachena muhwiro neropa.”