1 Kings 20:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Beni‐hadadi akatuma shoko kwaari, akati: Ʋamŋari ŋgaʋandiroʋe, ʋarambe ʋaciɗaro, kana guruʋa reSamaria rikagona kuriŋgana kuti ʋanhu ʋose ʋanonditeʋera ʋatsamure tsama namaʋoko aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Bheni-hadhadhi akatumira rimwe shoko kuna Ahabhu achiti, “Vamwari ngavaitewo kwandiri, vanyanyise kudaro, kana guruva ringakwana kupa mumwe nomumwe wamauto angu kuti azadze chanza chake rikasara muSamaria.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhenihadhadhi akatumirazve nhume kwaari dzichiti, “Chokwadi chaizvo vamwari ngavandione kana ndikasiya muSamaria muchine ivhu rokuti mumwe nomumwe wavanhu vanonditevera awane chanza chizere chevhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Bhenihadhadhi akatuma shoko kwaari akati, “Vamwari ngavandirove, varambe vachidaro, kana guruva reSamaria rikagona kuringana kuti vanhu vose vanonditevera vatsamure tsama namaoko avo.”
Shona 2009?
Ipapo Bhenihadhadhi akatuma shoko kwaari akati, "Vamwari ngavandirove, varambe vachidaro, kana guruva reSamaria rikagona kuringana kuti vanhu vose vanonditevera vatsamure tsama namaoko avo."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Bhenihadhadhi akatuma shoko kwaari akati, “Vamwari ngavandirove, varambe vachidaro, kana guruva reSamaria rikagona kuringana kuti vanhu vose vanonditevera vatsamure tsama namaoko avo.”