1 Kings 20:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo waIsraeri akapindura, akati: Muʋudzei muti: Unoshoŋga nhumbi dzake dzokurwa ŋgaarege kuɀirumbidza saiye wodzibvisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weIsraeri akapindura akati, “Muudzei kuti, ‘Uyo anoshonga nhumbi dzokurwa ngaarege kuzvirumbidza souyo anodzibvisa.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo wokwaIsiraeri akapindurawo achiti “Mumuudze kuti, ‘Munhu anenge achipfeka hanzu yokuhondo yokuzvidzivirira nayo, ngaarege kuzvitutumadza somunhu abvako ava kutoikatanura.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo waIsiraeri akapindura, akati, “Muudzei muti, ‘Unoshonga nhumbi dzake dzokurwa ngaarege kuzvirumbidza saiye wodzibvisa.’ ”
Shona 2009?
Mambo waIsiraeri akapindura, akati, "Muudzei muti, `Unoshonga nhumbi dzake dzokurwa ngaarege kuzvirumbidza saiye wodzibvisa.' "
Shona SUB 2002 Bible
Mambo waIsiraeri akapindura, akati, “Muudzei muti, ‘Unoshonga nhumbi dzake dzokurwa ngaarege kuzvirumbidza saiye wodzibvisa.’ ”