1 Kings 20:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe muprofita akasweɗera kunaAhabi mambo waIsraeri, akati: Ɀanzi naJehova: Waʋona ʋanhu aʋa ʋazhinji here? Tarira, ndicaʋapa mumaʋoko ako nhasi, ugoziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo mumwe muprofita akauya kuna Ahabhu mambo weIsraeri, akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Uri kuona hondo huru huru iyi here? Ndichaiisa muruoko rwako nhasi, ipapo uchaziva kuti ndini Jehovha.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe muporofita akabva asvikawo kuna Ahabhu mambo wokwaIsiraeri akati, “Zvanzi naTenzi, ‘Uri kuona here mhomho yavanhu iyi?’ Chinzwa, ndichavaisa mumaoko ako nhasi uno kuti uzvizive kuti ndini Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe muporofita akaswedera kuna Ahabhi mambo waIsiraeri, akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Waona vanhu ava vazhinji here? Tarira, ndichavapa mumaoko ako nhasi, ugoziva kuti ndini Jehovha.’ ”
Shona 2009?
Zvino mumwe muporofita akaswedera kuna Ahabhi mambo waIsiraeri, akati, "Zvanzi naJehovha, `Waona vanhu ava vazhinji here? Tarira, ndichavapa mumaoko ako nhasi, ugoziva kuti ndini Jehovha.' "
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe muporofita akaswedera kuna Ahabhi mambo waIsiraeri, akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Waona vanhu ava vazhinji here? Tarira, ndichavapa mumaoko ako nhasi, ugoziva kuti ndini Jehovha.’ ”