1 Kings 20:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akaʋereŋga majaya amacinda amatiʋi enyika, ʋakaȿika mazana maʋiri namakumi matatu namaʋiri; ɀino akaʋereŋga ʋanhu ʋose, iʋo ʋana ʋaIsraeri ʋose, ʋakaȿika ɀuru ɀinomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Ahabhu akaunganidza majaya amachinda omumatunhu, varume vaikwana mazana maviri namakumi matatu navaviri. Mushure akaunganidza vamwe vaIsraeri, pamwe chete zviuru zvinomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ahabhu akaunganidza vechidiki vezvikwata zvavatongi vamatunhu, vaiva mazana maviri avanhu ane vanhu makumi matatu navaviri. Mushure maivava akaunganidza vanhu vose veIsiraeri zviuru zvinomwe zvavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akaverenga majaya amachinda amativi enyika, vakasvika mazana maviri namakumi matatu namaviri; zvino akaverenga vanhu vose, ivo vana vaIsiraeri vose, vakasvika zviuru zvinomwe.
Shona 2009?
Ipapo akaverenga majaya amachinda amativi enyika, vakasvika mazana maviri namakumi matatu namaviri; zvino akaverenga vanhu vose, ivo vana vaIsiraeri vose, vakasvika zviuru zvinomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akaverenga majaya amachinda amativi enyika, vakasvika mazana maviri namakumi matatu namaviri; zvino akaverenga vanhu vose, ivo vana VaIsiraeri vose, vakasvika zviuru zvinomwe.