1 Kings 20:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimuka masikati makuru. Ɀino Beni‐hadadi wakaŋga ari pakunwa pamisasa, akaɓatwa, iye namadzimambo, iwo madzimambo makumi matatu namaʋiri akaŋga acimuɓatsira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakasimuka masikati, Bheni-hadhadhi namadzimambo makumi matatu navaviri vaiva kudivi rake panguva yavakanga vari mumisasa yavo vachidhakwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaendako masikati zuva richirova nhongonya. Izvozvo Bhenihadhadhi achinwa zvake doro kutoraradza ari kumatendhe, iye namadzimambo aye makuni matatu ana vaviri aimubatsira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimuka masikati makuru. Zvino Bhenihadhadhi wakanga ari pakunwa pamisasa, akabatwa, iye namadzimambo, iwo madzimambo makumi matatu namaviri akanga achimubatsira.
Shona 2009?
Vakasimuka masikati makuru. Zvino Bhenihadhadhi wakanga ari pakumwa pamisasa, akabatwa, iye namadzimambo, iwo madzimambo makumi matatu namaviri akanga achimubatsira.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimuka masikati makuru. Zvino Bhenihadhadhi wakanga ari pakunwa pamisasa, akabatwa, iye namadzimambo, iwo madzimambo makumi matatu namaviri akanga achimubatsira.