1 Kings 20:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino majaya amacinda amatiʋi enyika akataŋga kutuŋgamira; Beni‐hadadi akatuma nhume, ʋakamuʋudza, ʋaciti: Kunaʋarume ʋanoɓuɗa Samaria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Majaya amachinda omumatunhu ndiwo akatanga kuenda. Zvino Bheni-hadhadhi akanga atuma vashori uye vakamuudza kuti, “Kune mauto ari kubva kuSamaria.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vechidiki vezvikwata zvinotungamirirwa namasadunhu ndivo vakatanga kubuda. Bhenihadhadhi akatuma vanhu vakamutaurira kuti kuna vanhu vari kuuya uku vachibva kuSamaria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino majaya amachinda amativi enyika akatanga kutungamira Bhehadhadhi akatuma nhume, vakamuudza, vachiti, “Kuna varume vanobuda Samaria.”
Shona 2009?
Zvino majaya amachinda amativi enyika akatanga kutungamira Bhenihadhadhi akatuma nhume, vakamuudza, vachiti, "Kuna varume vanobuda Samaria."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino majaya amachinda amativi enyika akatanga kutungamira Bhehadhadhi akatuma nhume, vakamuudza, vachiti, “Kuna varume vanobuda Samaria.”