1 Kings 20:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Kunyaŋge ʋaɓuɗa ʋacitȿaka rugare, muʋaɓate ʋari ʋapenyu, kunyaŋge ʋaɓuɗa ʋacitȿaka kurwa, muʋaɓate ʋari ʋapenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Kana vauya kuzotsvaga rugare, vabatei vari vapenyu; kana vauya kuzorwa, vabatei vari vapenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “Kana vachinge vavinga zvorugare uyai navo vari vapenyu, kunyange vari vavinga zvehondo uyai navo vari vapenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Kunyange vabuda vachitsvaka rugare, muvabate vari vapenyu, kunyange vabuda vachitsvaka kurwa, muvabate vari vapenyu.”
Shona 2009?
Iye akati, "Kunyange vabuda vachitsvaka rugare, muvabate vari vapenyu, kunyange vabuda vachitsvaka kurwa, muvabate vari vapenyu."
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Kunyangwe vabuda vachitsvaka rugare, muvabate vari vapenyu, kunyangwe vabuda vachitsvaka kurwa, muvabate vari vapenyu.”