1 Kings 20:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatuma nhume kunaAhabi, mambo waIsraeri, mukati meguta, akati kwaari: Ɀanzi naBeni‐hadadi:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatuma nhume muguta kuna Ahabhu mambo weIsraeri kundoti, “Zvanzi naBheni-hadhadhi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatumira nhume muguta kuna Ahabhu mambo wokwaIsiraeri achimuti, “Zvanzi naBhenihadhadhi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatuma nhume kuna Ahabhi, mambo waIsiraeri, mukati meguta, akati kwaari, “Zvanzi naBhenihadhadhi
Shona 2009?
Akatuma nhume kuna Ahabhi, mambo waIsiraeri, mukati meguta, akati kwaari, "Zvanzi naBhenihadhadhi
Shona SUB 2002 Bible
Akatuma nhume kuna Ahabhi, mambo waIsiraeri, mukati meguta, akati kwaari, “Zvanzi naBhenihadhadhi