1 Kings 20:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo waIsraeri akaɓuɗa, akaparadza mabiza neŋgoro, akaʋuraya ʋaSiria ʋazhinji‐zhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weIsraeri akabuda akakunda mabhiza nengoro, akauraya vaAramu vakawanda kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo wokwaIsiraeri akavabudira akaparadza mabhiza nengoro dzehondo akakatakazha kuuraya vaSiria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo waIsiraeri akabuda, akaparadza mabhiza nengoro, akauraya vaSiria vazhinji‐zhinji.
Shona 2009?
Ipapo mambo waIsiraeri akabuda, akaparadza mabhiza nengoro, akauraya vaSiria vazhinji-zhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo waIsiraeri akabuda, akaparadza mabhiza nengoro, akauraya VaSiria vazhinji zhinji.