1 Kings 20:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakupera kwegore Beni‐hadadi akaʋuŋganidza ʋaSiria, akaenda Afeki kundorwa naʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchirimo chakatevera Bheni-hadhadhi akaunganidza vaAramu akakwira kuAfeki kundorwa neIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti chava chirimo, panguva yepfumvudza, Bhenihadhadhi akaunganidza vaSiria akakwira kuApeki kundorwisa vokwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakupera kwegore Bhenihadhadhi akaunganidza vaSiria, akaenda Afeki kundorwa navaIsiraeri.
Shona 2009?
Pakupera kwegore Bhenihadhadhi akaunganidza vaSiria, akaenda Afeki kundorwa navaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Pakupera kwegore Bhenihadhadhi akaunganidza VaSiria, akaenda Afeki kundorwa naVaIsiraeri.