1 Kings 20:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakaʋuŋganidzwa ʋo, ʋakapiwa mbuʋa, ʋakandorwa naʋo; ʋana ʋaIsraeri ʋakadzika matente aʋo pakatarisana naʋo, ʋakafanana namapoka maɗuku maʋiri embudzi, asi ʋaSiria ʋakaŋga ʋakazadza nyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vakati vaunganidzwawo nokupiwa zvose zvinodiwa pakurwa hondo, vakafamba vachienda kundosangana navo. VaIsraeri vakadzika musasa wavo vakatarisana navo, vachinge mapoka maduku maviri embudzi, ukuwo vaAramu vakazadza nyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vokwaIsiraeri vakaunganidzwawo vakapiwa mbuva vakaenda kundovarwisa. VokwaIsiraeri vakadzika matendhe avo pakatarisa navo vachinge tumatanga tuviri twembudzi. Asi vaSiria vakazara nyika yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaIsiraeri vakaunganidzwawo, vakapiwa mbuva, vakandorwa navo; vana vaIsiraeri vakadzika matende avo pakatarisana navo, vakafanana namapoka maduku maviri embudzi, asi vaSiria vakanga vakazadza nyika.
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakaunganidzwawo, vakapiwa mbuva, vakandorwa navo; vana vaIsiraeri vakadzika matende avo pakatarisana navo, vakafanana namapoka maduku maviri embudzi, asi vaSiria vakanga vakazadza nyika.
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaIsiraeri vakaunganidzwawo, vakapiwa mbuva, vakandorwa navo; vana VaIsiraeri vakadzika matende avo pakatarisana navo, vakafanana namapoka maduku maviri embudzi, asi VaSiria vakanga vakazadza nyika.