1 Kings 20:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume aʋo ʋakacerekedza kwaɀo, ʋakakurumidza kugamucira shoko iro kwaari, ʋakati: Hoŋo, Beni‐hadadi hama yenyu. Ipapo iye akati: Endai, mumutore. Beni‐hadadi akaɓuɗira kwaari, akamukwidza paŋgoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume ava vakazviona sechiratidzo chakanaka ndokukurumidza kutevedzera zvaakanga areva. Vakati, “Hongu, hama yenyu Bheni-hadhadhi!” Mambo akati, “Endai munomutora.” Bhenihadhadhi akati achibuda, Ahabhu akamukwidza mungoro yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo varume ava vakanga vachicherechedza chiratidzo vakachiwana mukutaura kwake vakabva vakurumidza kuchishandisa vakati, “E-e Bhenihadhadhi ihama yenyu?” Iye ndokuti, “Endai muuye naye.” Akamuti akwire mungoro yehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varume avo vakacherekedza kwazvo, vakakurumidza kugamuchira shoko iro kwaari, vakati, “Hoyo, Bhenihadhadhi hama yenyu.” Ipapo iye akati, “Endai, mumutore.” Bhenihadhadhi akabudira kwaari, akamukwidza pangoro.
Shona 2009?
Zvino varume avo vakacherekedza kwazvo, vakakurumidza kugamuchira shoko iro kwaari, vakati, "Hoyo, Bhenihadhadhi hama yenyu." Ipapo iye akati, "Endai, mumutore." Bhenihadhadhi akabudira kwaari, akamukwidza pangoro.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varume avo vakacherechedza kwazvo, vakakurumidza kugamuchira shoko iro kwaari, vakati, “Hoyo, Bhenihadhadhi hama yenyu.” Ipapo iye akati, “Endai, mumutore.” Bhenihadhadhi akabudira kwaari, akamukwidza pangoro.