1 Kings 20:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe murume waʋana ʋaʋaprofita akati kushamŋari yake arairwa naJehova: Ndiroʋe hako. Murume akaramba kumuroʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe wavanakomana vavaprofita arayirwa naJehovha, akati kushamwari yake, “Ndirove!” asi murume uyu akaramba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe weboka ravaporofita, atumwa naTenzi, akati kune mumwe wake, “Ndirove.” Asi munhu iyeyo akaramba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe murume wavana vavaporofita akati kushamwari yake arairwa naJehovha, “Ndirove hako.” Murume akaramba kumurova.
Shona 2009?
Zvino mumwe murume wavana vavapomfita akati kushamwari yake arairwa naJehovha, "Ndirove hako." Murume akaramba kumurova.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe murume wavana vavaporofita akati kushamwari yake arairwa naJehovha, “Ndirove hako.” Murume akaramba kumurova.