1 Kings 20:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akawana ɀe mumŋe murume, akati: Ndiroʋe hako. Murume uyo akamuroʋa, akamukuʋadza kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprofita akawana mumwe murume akati, “Ndapota, ndirove.” Naizvozvo murume uyu akamurova, akamukuvadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muporofita uya akasanganazve nomumwe munhu akati, “Ndapota ndirovewo.” Murume uyu akamurova akamukuvadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akawanazve mumwe murume, akati, “Ndirove hako.” Murume uyo akamurova, akamukuvadza kwazvo.
Shona 2009?
Zvino akawanazve mumwe murume, akati, "Ndirove hako." Murume uyo akamurova, akamukuvadza kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akawanazve mumwe murume, akati, “Ndirove hako.” Murume uyo akamurova, akamukuvadza kwazvo.