1 Kings 20:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo waIsraeri akaenda kumba kwake aʋora mŋoyo aneshuŋgu, ndokuȿika paSamaria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weIsraeri akaenda kumuzinda wake muSamaria aora mwoyo uye ashatirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo wokwaIsiraeri akaenda kumuzinda kwake atsamwa ashatirwa akasvika kuSamaria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo waIsiraeri akaenda kumba kwake awora mwoyo ane shungu, ndokusvika paSamaria.
Shona 2009?
Mambo waIsiraeri akaenda kumba kwake awora moyo ane shungu, ndokusvika paSamaria.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo waIsiraeri akaenda kumba kwake awora mwoyo ane shungu, ndokusvika paSamaria.