1 Kings 20:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ndicatuma ʋaranda ʋaŋgu kwauri maŋgwana neŋguʋa ino; iʋo ʋacanɀera imba yako, nedzimba dzaʋaranda ʋako; ɀino, ɀose ɀinofadza meso ako ʋacaɀitora namaʋoko aʋo, ndokuenda naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mangwana nenguva yakaita seino ndichatuma varanda vangu kuti vazotsvagisisa mumuzinda wako nomudzimba dzavaranda vako. Vachatora zvose zvaunokoshesa vagoenda nazvo.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvakadaro mangwana panguva yakare ino iyi ndichatumira machinda angu achazotsvaga mumuzinda mako nomudzimba dzamakurukota ako vachikutorera zvinhu zvako zvepamwoyo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi ndichatuma varanda vangu kwauri mangwana nenguva ino; ivo vachanzvera imba yako, nedzimba dzavaranda vako; zvino, zvose zvinofadza meso ako vachazvitora namaoko avo, ndokuenda nazvo.’ ”
Shona 2009?
asi ndichatuma varanda vangu kwauri mangwana nenguva ino; ivo vachanzvera imba yako, nedzimba dzavaranda vako; zvino, zvose zvinofadza meso ako vachazvitora namaoko avo, ndokuenda nazvo.' "
Shona SUB 2002 Bible
asi ndichatuma varanda vangu kwauri mangwana nenguva ino; ivo vachanzvera imba yako, nedzimba dzavaranda vako; zvino, zvose zvinofadza meso ako vachazvitora namaoko avo, ndokuenda nazvo.’ ”