1 Kings 20:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo akati kunhume dzaBeni‐hadadi: Ʋudzai ishe waŋgu mambo, muti: Ɀose ɀamakaziʋisa muranda wenyu pakutaŋga, ndicaɀiita; asi cinhu ici handiŋgagoni kuciita. Nhume dzikaenda, dzikadzokera kwaari nemhinduro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo akapindura nhume dzaBhenihadhadhi akati, “Udzai ishe wangu mambo kuti, ‘Muranda wenyu achaita zvose zvamakamukumbira pakutanga, asi chikumbiro ichi chazvino handigoni kuchizadzisa.’ ” Vakasimuka vakaenda nemhinduro kwavakanga vabva, kuna Bheni-hadhadhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Ahabhu akati kunhume dzaBhenihadhadhi, “Mondotaurira mambo changamire wangu kuti zvose zviya zvamataura pakutanga ndichazviita. Asi izviwo izvi handizviiti.” Nhumwa idzi dzakabvapo ndokumuigira mhinduro yacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo akati kunhume dzaBhenihadhadhi, “Udzai ishe wangu mambo, muti, ‘Zvose zvakazivisa muranda wenyu pakutanga, ndichazviita; asi chinhu ichi handingagoni kuchiita.’ ” Nhume dzikaenda, dzikadzokera kwaari nemhinduro.
Shona 2009?
Naizvozvo akati kunhume dzaBhenihadhadhi, "Udzai ishe wangu mambo, muti, `Zvose zvakazivisa muranda wenyu pakutanga, ndichazviita; asi chinhu ichi handingagoni kuchiita.' " Nhume dzikaenda, dzikadzokera kwaari nemhinduro.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo akati kunhume dzaBhenihadhadhi, “Udzai ishe wangu mambo, muti, ‘Zvose zvakazivisa muranda wenyu pakutanga, ndichazviita; asi chinhu ichi handingagoni kuchiita.’ ” Nhume dzikaenda, dzikadzokera kwaari nemhinduro.