1 Kings 21:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mugoraira ʋanhu ʋaʋiri ʋakaiȿo‐ipa ʋamire pamberi pake, ʋamupupurire, ʋaciti: Iwe wakatuka Mŋari namambo. Ipapo muende naye kunze kweguta, mumutake namabge, afe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi gadzai nhubu mbiri pakatarisana naye uye mugoita kuti dzipupure dzichiti akatuka Mwari namambo. Ipapo mutorei muende naye kunze mugomutaka namabwe kusvikira afa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mugarisewo mamwewo madzenga maviri pakadarowo apo akatarisana naye amupomere mhosva achiti, ‘Nabhoti akashora Mwari akashorawo mambo. Munozobuda naye kunze momutema namabwe afe.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mugoraira vanhu vaviri vakaisvoipa vamire pamberi pake, vamupupurire, vachiti, ‘Iwe wakatuka Mwari namambo.’ Ipapo muende naye kunze kweguta, mumutake namabwe, afe.”
Shona 2009?
Mugoraira vanhu vaviri vakaisvoipa vamire pamberi pake, vamupupurire, vachiti, `Iwe wakatuka Mwari namambo.' Ipapo muende naye kunze kweguta, mumutake namabwe, afe."
Shona SUB 2002 Bible
Mugoraira vanhu vaviri vakaisvoipa vamire pamberi pake, vamupupurire, vachiti, ‘Iwe wakatuka Mwari namambo.’ Ipapo muende naye kunze kweguta, mumutake namabwe, afe.”