1 Kings 21:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakatara zuʋa rokuɀinyima ɀokudya, ʋakakudza Naboti pakati paʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakadaidzira zuva rokutsanya ndokugadzika Nabhoti panzvimbo yakakwirira pakati pavanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakati vanhu vatsanye vakagarisa Nabhoti mberi kwevanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakatara zuva rokuzvinyima zvokudya, vakakudza Nabhoti pakati pavanhu.
Shona 2009?
Vakatara zuva rokutsanya, vakakudza Nabhoti pakati pavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Vakatara zuva rokuzvinyima zvokudya, vakakudza Nabhoti pakati pavanhu.