1 Kings 21:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakatuma shoko kunaIzeberi, ʋakati: Naboti watakwa namabge, wafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakatumira shoko kuna Jezebheri vachiti, “Nabhoti atakwa namabwe uye afa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakavatumira shoko kuna Jezebhero rokuti, “Nabhoti atemwa namatombo afa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakatuma shoko kuna Izebheri, vakati, “Nabhoti watakwa namabwe, wafa.”
Shona 2009?
Ipapo vakatuma shoko kuna Izebheri, vakati, "Nabhoti watakwa namabwe, wafa."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakatuma shoko kuna Jezebheri, vakati, “Nabhoti watakwa namabwe, wafa.”