1 Kings 21:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ahabi wakati acinzwa kuti Naboti wafa, Ahabi akasimuka, akaɓuruka kumunda wemizambiriŋga waNaboti muJezreeri, kundoɀitorera iwo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ahabhu paakanzwa kuti Nabhoti akanga afa, akasimuka akaenda kundotora munda wemizambiringa waNabhoti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ahabhu paakangonzwa kuti Nabhoti afa, akasimuka ndokudzika kumunda uya waNabhoti womuJezirieri imomo kundoukambira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ahabhi wakati achinzwa kuti Nabhoti wafa, akasimuka, akaburuka kumunda wemidzambiringa waNabhoti muJezereri, kundozvitorera iwo.
Shona 2009?
Zvino Ahabhi wakati achinzwa kuti Nabhoti wafa, akasimuka, akaburuka kumunda wemizambiringa waNabhoti muJezereeri, kundozvitorera iwo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ahabhi wakati achinzwa kuti Nabhoti wafa, akasimuka, akaburuka kumunda wemizambiringa waNabhoti muJezereri, kundozvitorera iwo.