1 Kings 21:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simuka, ɓuruka undosoŋgana naAhabi mambo waIsraeri, unogara Samaria; ucamuwana ari mumunda wemizambiriŋga waNaboti, kwaaɓurukira kundoɀitorera iwo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Buruka pasi undosangana naAhabhu mambo weIsraeri, uyo ari kutonga muSamaria. Iye zvino ari mumunda wemizambiringa waNabhoti, waaenda kundotora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Simuka udzike undosangana naAhabhu mambo wokwaIsiraeri ari kuSamaria. Kutaura kuno ari mumunda waNabhoti waaenda kundokambira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Simuka, buruka undosangana naAhabhi mambo waIsiraeri, unogara Samaria; uchamuwana ari mumunda wemidzambiringa waNabhoti, kwaaburukira kundozvitorera iwo.
Shona 2009?
" Simuka, buruka undosangana naAhabhi mambo waIsiraeri, unogara Samaria; uchamuwana ari mumunda wemizambiringa waNabhoti, kwaaburukira kundozvitorera iwo.
Shona SUB 2002 Bible
“Simuka, buruka undosangana naAhabhi mambo waIsiraeri, unogara Samaria; uchamuwana ari mumunda wemizambiringa waNabhoti, kwaaburukira kundozvitorera iwo.