1 Kings 21:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Umuʋudze, uti: Ɀanzi naJehova: Waʋuraya, ɀino watora ʋo here? Ɀino umuʋudze ʋo, uti: Ɀanzi naJehova: Apo pakananɀa imbga ropa raNaboti, ndipo padzicananɀa ropa rako ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Hauna here kuuraya munhu ukamutorera zvinhu zvake?’ Ipapo uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Panzvimbo yakananzvwa ropa raNabhoti nembwa, imbwa dzichananzva ropa rakowo ipapo, hongu, rako!’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unofanira kumuudza kuti zvanzi naTenzi, ‘Waurayaka munhu iwe ukakambira munda wake?’ Umutaurire kuti zvanzi naTenzi, ‘Panzvimbo iyoyo pananzwa ropa raNabhoti nembwa, imbwa dzichananzwawo ropa rako.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Umuudze, uti, ‘Zvanzi naJehovha, Wauraya, zvino watorawo here?’ Zvino umuudzewo, uti, ‘Zvanzi naJehovha, Apo pakananzva imbwa ropa raNabhoti, ndipo padzichananzva ropa rakowo.’ ”
Shona 2009?
"Umuudze, uti, `Zvanzi naJehovha, Wauraya, zvino watorawo here?' Zvino umuudzewo, uti, `Zvanzi naJehovha, Apo pakananzva imbwa ropa raNabhoti, ndipo padzichananzva ropa rakowo.' "
Shona SUB 2002 Bible
“Umuudze, uti, ‘Zvanzi naJehovha, Wauraya, zvino watorawo here?’ Zvino umuudzewo, uti, ‘Zvanzi naJehovha, Apo pakananzva imbwa ropa raNabhoti, ndipo padzichananzva ropa rakowo.’ ”