1 Kings 21:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imba yako ndicaiita seimba yaJeroboami mŋanakomana waNebati, neimba yaBaasha mŋanakomana waAhija, nemhaka yokuti wakanditsamŋisa iwe, ukatadzisa Israeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaita kuti imba yako ifanane neyaJerobhoamu mwanakomana waNebhati neyaBhaasha mwanakomana waAhija, nokuti waita kuti ndishatirwe uye waita kuti Israeri iite chivi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imba yako ndichaiita hwemba yaJerobhoamu mwanakomana waNebhati uye hwemba yaBhaasha mwanakomana waAhiya pamusana pokundivirutsa nehasha kwawakaita uyewo nokuparisa kwawakaita Isiraeri chitadzo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imba yako ndichaiita seimba yaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, neimba yaBhaasha mwanakomana waAhija, nemhaka yokuti wakanditsamwisa iwe, ukatadzisa Isiraeri.
Shona 2009?
Imba yako ndichaiita seimba yaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, neimba yaBhaasha mwanakomana waAhija, nemhaka yokuti wakanditsamwisa iwe, ukatadzisa Isiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Imba yako ndichaiita seimba yaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, neimba yaBhaasha mwanakomana waAhija, nemhaka yokuti wakanditsamwisa iwe, ukatadzisa Isiraeri.