1 Kings 21:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye Jehova akataura pamsoro paIzeberi, akati: Imbga dzicadya Izeberi paruȿiŋgo rweJezreeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino kana ari Jezebheriwo, Jehovha anoti: ‘Imbwa dzichadya Jezebheri pamasvingo eJezireeri.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akataurawo nezvaJezebhero achiti, “Imbwa dzichadya Jezebhero munharaunda yomuJezirieri muno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye Jehovha akataura pamusoro paIzebheri, akati, ‘Imbwa dzichadya Izebheri parusvingo rweJezereri.’
Shona 2009?
Uye Jehovha akataura pamusoro paIzebheri, akati, 'Imbwa dzichadya Izebheri parusvingo rweJezereeri.'
Shona SUB 2002 Bible
Uye Jehovha akataura pamusoro paIzebheri, akati, ‘Imbwa dzichadya Jezebheri parusvingo rweJezereri.’