1 Kings 21:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani waAhabi, unofira muguta, ucadyiwa nembga, aninani, unofira kusaŋgo, ucadyiwa neshiri dzokuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Imbwa dzichadya avo vaAhabhu vachafira muguta, uye shiri dzedenga dzichadya avo vachafira musango.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu ari wose zvake wokwaAhabhu anofira muguta, achadyiwa nembwa; nouyowo anofira musango, achadyiwa neshiri dzedenga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ani naani waAhabhi, unofira muguta, uchadyiwa nembwa, Ani naani, unofira kusango, uchadyiwa neshiri dzekudenga.”
Shona 2009?
Ani naani waAhabhi, unofira muguta, uchadyiwa nembwa, Ani naani, unofira kusango, uchadyiwa neshiri dzekudenga."
Shona SUB 2002 Bible
Ani naani waAhabhi, unofira muguta, uchadyiwa nembwa, Ani naani, unofira kusango, uchadyiwa neshiri dzekudenga.”