1 Kings 21:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Asi hakunomunhu wakafanana naAhabi, wakaɀiteŋgesa kuti aite ɀakaipa pamberi paJehova, acikurudzirwa naIzeberi mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana kumbova nomunhu akaita saAhabhu, akazvitengesa kuti aite zvakaipa pamberi paJehovha, achikurudzirwa naJezebheri mukadzi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakuna mumwe munhu akambozvitengesa nokuita zvakaipa zvisingadiwe naTenzi saAhabhu achirunzirwa nomukadzi wake Jezebhero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(Asi hakuna munhu wakafanana naAhabhi, wakazvitengesa kuti aite zvakaipa pamberi paJehovha, achikurudzirwa naIzebheri mukadzi wake.
Shona 2009?
(Asi hakuna munhu wakafanana naAhabhi, wakazvitengesa kuti aite zvakaipa pamberi paJehovha, achikurudzirwa naIzebheri mukadzi wake.
Shona SUB 2002 Bible
(Asi hakuna munhu wakafanana naAhabhi, wakazvitengesa kuti aite zvakaipa pamberi paJehovha, achikurudzirwa naJezebheri mukadzi wake.