1 Kings 21:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ɀakanyaŋgadza kwaɀo, nokuti wakateʋera ɀifananidzo netsika dzose dzaʋaAmori, iʋo ʋakaŋga ʋadziŋgwa naJehova pamberi paʋana ʋaIsraeri).
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaita zvinonyangadza kwazvo nokutevera zvifananidzo, sezvakanga zvaitwa navaAmori, avo vakanga vadzingwa naJehovha pamberi pavaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaita zvinosemesa kwazvo zvokuteveredza zvifananidzo zvokunamata sezvaimboitwa nevaAmori vaya vanyakudzingirwa vaIsiraeri naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita zvakanyangadza kwazvo, nokuti wakatevera zvifananidzo netsika dzose dzavaAmori, ivo vakanga vadzingwa naJehovha pamberi pavana vaIsiraeri).
Shona 2009?
Akaita zvakanyangadza kwazvo, nokuti wakatevera zvifananidzo netsika dzose dzavaAmori, ivo vakanga vadzingwa naJehovha pamberi pavana vaIsiraeri).
Shona SUB 2002 Bible
Akaita zvakanyangadza kwazvo, nokuti wakatevera zvifananidzo netsika dzose dzavaAmori, ivo vakanga vadzingwa naJehovha pamberi pavana VaIsiraeri).