1 Kings 21:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ahabi wakati acinzwa mashoko iwayo, akabvarura ŋguʋo dzake, akasimira magumbu pamuʋiri wake, akaɀinyima ɀokudya, akaʋata pasi namagumbu, akanatso‐famba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ahabhu paakanzwa mashoko aya, akabvarura nguo dzake, akapfeka masaga akatsanya. Akapfeka masaga akafamba achizvininipisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakanzwa Ahabhu mazwi aya, akabvarura hanzu dzake akapfeka pamuviri masaga ndokutsanya orara zvino akapfeka masaga ongomhemhaira kufamba akati una una kuzvirereka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ahabhi wakati achinzwa mashoko iwayo, akabvarura nguo dzake, akasimira magumbu pamuviri wake, akazvinyima zvokudya, akavata pasi namagumbu, akanatsofamba.
Shona 2009?
Zvino Ahabhi wakati achinzwa mashoko iwayo, akabvarura nguvo dzake, akasimira magumbu pamuviri wake, akatsanya, akavata pasi namagumbu, akanatsofamba.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ahabhi wakati achinzwa mashoko iwayo, akabvarura nguo dzake, akasimira magumbu pamuviri wake, akazvinyima zvokudya, akavata pasi namagumbu, akanatsofamba.