1 Kings 21:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Naboti akati kunaAhabi: Jehova ŋgaandidziʋise, ndirege kukupai nhaka yamadziɓaɓa aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Nabhoti akapindura akati, “Jehovha ngaazvirambidze kuti ndikupei nhaka yamadzibaba angu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Nabhoti ndokuti kuna Ahabhu, “Tenzi ngaandibatsire. Hazvingamboitika kuti ndikupei nhaka yamadzibaba angu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Nabhoti akati kuna Ahabhi, “Jehovha ngaandidzivise, ndirege kukupai nhaka yamadzibaba angu.”
Shona 2009?
Ipapo Nabhoti akati kuna Ahabhi, "Jehovha ngaandidzivise, ndirege kukupai nhaka yamadzibaba angu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Nabhoti akati kuna Ahabhi, “Jehovha ngaandidzivise, ndirege kukupai nhaka yamadzibaba angu.”