1 Kings 22:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino negore recitatu Jehoshafati mambo waJuda wakaɓurukira kunamambo waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mugore rechitatu, Jehoshafati mambo weJudha akaburuka zasi kundoona mambo weIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mugore rechitatu racho Jehoshafati mambo wokwaJudha akadzika kuna mambo wokwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino negore rechitatu Jehoshafati mambo waJudha wakaburukira kuna mambo waIsiraeri.
Shona 2009?
Zvino negore rechitatu Jehoshafati mambo waJudha wakaburukira kuna mambo waIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino negore rechitatu Jehoshafati mambo waJudha wakaburukira kuna mambo waIsiraeri.