1 Kings 22:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mŋeya ukaɓuɗa, ukamira pamberi paJehova, ukati: Ini ndicandomunyeŋgera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakupedzisira, mumwe mweya wakauya ukamira pamberi paJehovha ukati, ‘Ndichandomukwezva ini.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokubva kwauya mumwe mweya ukamira pana Tenzi ukati, ‘Ini zvangu ndinondomufurira.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mweya ukabuda, ukamira pamberi paJehovha, ukati, “Ini ndichandomunyengera.”
Shona 2009?
Zvino mweya ukabuda, ukamira pamberi paJehovha, ukati, "Ini ndichandomunyengera."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mweya ukabuda, ukamira pamberi paJehovha, ukati, “Ini ndichandomunyengera.”