1 Kings 22:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Zedekia mŋanakomana waKenaani akasweɗera, akaroʋa Mikaya paɗama rake, akati: Mŋeya waJehova wakaenda nepiko ucibva kwandiri kundotaura newe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Zedhekia mwanakomana waKenaana akaenda kwaari akarova Mikaya nembama. Akamubvunza achiti, “Mweya waJehovha wakafamba nenzira ipiko uchibva kwandiri kuti uzotaura kwauri?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zedhekiya mwanakomana waKenaana akaswedera munyasi maMikaya ndokumudzemura nembama padama akati, “Mweya waTenzi wabva sei mandiri uchiuya kuzotaura kwauri?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Zedhekia mwanakomana waKenaani akaswedera, akarova Mikaya padama rake, akati, “Mweya waJehovha wakaenda nepiko uchibva kwandiri kundotaura newe?”
Shona 2009?
Ipapo Zedhekia mwanakomana waKenaani akaswedera, akarova Mikaya padama rake, akati, "Mweya waJehovha wakaenda nepiko uchibva kwandiri kundotaura newe?"
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Zedhekiya mwanakomana waKenaani akaswedera, akarova Mikaya padama rake, akati, “Mweya waJehovha akaenda nepiko uchibva kwandiri kundotaura newe?”