1 Kings 22:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mikaya akati: Kana mukadzoka norugare, Jehova haana‐kutaura neni. Akati: Inzwai, imi ʋanhu, imi mose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mikaya akati, “Kana zvikaitika kuti madzoka norugare, Jehovha haana kutaura neni.” Ipapo akatizve, “Inzwai mashoko angu imi vanhu mose!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mikaya akati, “Kana mukadzoka zvakanaka, Tenzi anenge asina kutaurawo nemandiri.” Ndokubvawo ati, “Zvinzweiwo vanhu mose!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mikaya akati, “Kana mukadzoka norugare, Jehovha haana kutaura neni.” Akati, “Inzwai, imi vanhu, imi mose.”
Shona 2009?
Ipapo Mikaya akati, "Kana mukadzoka norugare, Jehovha haana kutaura neni." Akati, "Inzwai, imwi vanhu, imwi mose."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mikaya akati, “Kana mukadzoka norugare, Jehovha haana kutaura neni.” Akati, “Inzwai, imi vanhu, imi mose.”