1 Kings 22:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo weSiria wakaŋga araira ʋatariri ʋeŋgoro dzake, ʋanamakumi matatu naʋaʋiri, akati: Regai kurwa naʋaɗuku kana naʋakuru, asi namambo waIsraeri oga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mambo weAramu akanga arayira vatungamiri vake vengoro makumi matatu navaviri achiti, “Musarwa nomunhu upi zvake, muduku kana mukuru, kunze kwamambo weIsraeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo mambo weSiria akanga afanoudza vakuru vakuru makumi matatu ana vaviri vengoro dzehondo kuti, “Regai zvenyu kuzvinetsa kuswerorwisa vakuru vakuru kana vadiki zvavo asi ingonanganai namambo wokwaIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo weSiria wakanga araira vatariri vengoro dzake, vana makumi matatu navaviri, akati, “Regai kurwa navaduku kana navakuru, asi namambo waIsiraeri oga.”
Shona 2009?
Zvino mambo weSiria wakanga araira vatariri vengoro dzake, vana makumi matatu navaviri, akati, "Regai kurwa navaduku kana navakuru, asi namambo waIsiraeri oga."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo weSiria wakanga araira vatariri vengoro dzake, vana makumi matatu navaviri, akati, “Regai kurwa navaduku kana navakuru, asi namambo waIsiraeri oga.”