1 Kings 22:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋatariri ʋeŋgoro ʋakati ʋaciʋona kuti haazi mambo waIsraeri, ʋakadzoka pakumuteʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vatungamiri vengoro vakaona kuti akanga asiriye mambo weIsraeri ndokubva varega kumutevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakaona vakuru vakuru vaye kuti haasiriye mambo wokwaIsiraeri vakabva varega kumudzingirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vatariri vengoro vakati vachiona kuti haazi mambo waIsiraeri, vakadzoka pakumutevera.
Shona 2009?
Ipapo vatariri vengoro vakati vachiona kuti haazi mambo waIsiraeri, vakadzoka pakumutevera.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vatariri vengoro vakati vachiona kuti haazi mambo waIsiraeri, vakadzoka pakumutevera.