1 Kings 22:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino zuʋa rakati roʋira mhere ikanzwika pahondo yose, iciti: Mumŋe nomumŋe ŋgaadzokere kuguta rake, mumŋe nomumŋe kunyika yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zuva parakanga rava kuvira, kwakadaidzirwa kuhondo yose kuti, “Munhu wose kuguta rake; munhu wose kunyika yake!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti zuva rodoka kwakadaidzirwa muhondo imomo zvichinzi, “Munhu wose ngaazive kuguta rokwake, munhu wose kunyika kwake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino zuva rakati rovira mhere ikanzwika pahondo yose, ichiti, “Mumwe nomumwe ngaadzokere kuguta rake, mumwe nomumwe kunyika yake.”
Shona 2009?
Zvino zuva rakati rovira mhere ikanzwika pahondo yose, ichiti, "Mumwe nomumwe ngaadzokere kuguta rake, mumwe nomumwe kunyika yake."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino zuva rakati rovira mhere ikanzwika pahondo yose, ichiti, “Mumwe nomumwe ngaadzokere kuguta rake, mumwe nomumwe kunyika yake.”