1 Kings 22:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehoshafati mŋanakomana waAsa, wakataŋga kuɓata ʋushe bgaJuda negore recinna raAhabi mambo waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehoshafati mwanakomana waAsa akava mambo weJudha mugore rechina raAhabhu, mambo weIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehoshafati mwanakomana waAsa akatangisa kutonga kwaJudha mugore rechina rokutonga kwaAhabhu mambo wokwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehoshafati mwanakomana waAsa, wakatanga kubata ushe hwaJudha negore rechina raAhabhi mambo waIsiraeri.
Shona 2009?
Zvino Jehoshafati mwanakomana waAsa, wakatanga kubata ushe hwaJudha negore rechina raAhabhi mambo waIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehoshafati mwanakomana waAsa, wakatanga kubata ushe hwaJudha negore rechina raAhabhi mambo waIsiraeri.