1 Kings 22:53 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakashumira Baari, akanamata kwaari, akatsamŋisa Jehova Mŋari waIsraeri, seɀakaita ɓaɓa ʋake paɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akashandira uye akanamata Bhaari, akaita kuti Jehovha, Mwari weIsraeri atsamwe, sezvakanga zvaitwa nababa vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ainamata Bhaari achimupfugamira akashatirisa Tenzi, Mwari weIsiraeri nezvinhu zvose zvaiitwa nababa vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti wakashumira Bhaari, akanamata kwaari, akatsamwisa Jehovha Mwari waIsiraeri, sezvakaita baba vake pazvose.
Shona 2009?
Nokuti wakashumira Bhaari, akanamata kwaari, akatsamwisa Jehovha Mwari waIsiraeri, sezvakaita baba vake pazvose.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti wakashumira Bhaari, akanamata kwaari, akatsamwisa Jehovha Mwari waIsiraeri, sezvakaita baba vake pazvose.