1 Kings 3:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Soromoni wakaita ʋukama naFarao, mambo weEgipita, akawana mukunda waFarao, akamuisa kuguta raDavidi, kuȿikira apedza kuʋaka imba yake neimba yaJehova, noruȿiŋgo runopoteredza Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Soromoni akaita ukama naFaro, mambo weIjipiti akawana mwanasikana wake. Akauya naye kuGuta raDhavhidhi kusvikira apedza kuvaka muzinda wake netemberi yaJehovha, norusvingo runopoteredza Jerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni akaita ukama naFarao mambo weIjipiti hwokuroorerana, akaroora mukunda waFarao. Akamboenda naye muGuta raDhavhidhi kusvikira apedza kuvaka imba yake nembawo yaTenzi nokukomberedza Jerusaremu norusvingo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Soromoni wakaita ukama naFarao, mambo weIjipiti, akawana mukunda waFarao, akamuisa kuguta raDhavhidhi, kusvikira apedza kuvaka imba yake neimba yaJehovha, norusvingo runopoteredza Jerusaremu.
Shona 2009?
Zvino Soromoni wakaita ukama naFarao, mambo weIjipiti, akawana mukunda waFarao, akamuisa kuguta raDhavhidhi, kusvikira apedza kuvaka imba yake neimba yaJehovha, norusvingo runopoteredza Jerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Soromoni wakaita ukama naFarao, mambo weIjipiti, akawana mukunda waFarao, akamuisa kuguta raDhavhidhi, kusvikira apedza kuvaka imba yake neimba yaJehovha, norusvingo runopoteredza Jerusaremu.