1 Kings 3:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kutaura uku kwakafadza Ishe, kuti Soromoni wakakumbira cinhu ici.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akafara nokuti Soromoni akanga akumbira chinhu ichi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akafadzwa nezvakanga zvakumbirwa naSoromoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kutaura uku kwakafadza Ishe, kuti Soromoni wakakumbira chinhu ichi.
Shona 2009?
Zvino kutaura uku kwakafadza Ishe, kuti Soromoni wakakumbira chinhu ichi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kutaura uku kwakafadza Ishe, kuti Soromoni wakakumbira chinhu ichi.