1 Kings 3:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mŋari akati kwaari: Ɀawakumbira cinhu ici, ukasaɀikumbirira ʋupenyu bgamazuʋa mazhinji, kana kuɀikumbirira fuma, kana kukumbira kuti ʋaʋeŋgi ʋako ʋafe; asi wakaɀikumbirira kuŋgwara, kuti unzwisise kutamba mhaka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Jehovha akati kwaari, “Sezvo wakumbira chinhu ichi ukasazvikumbirira upenyu hurefu kana upfumi, ukasakumbira kuti vavengi vako vaurayiwe, asi wakumbira kunzwisisa pakutonga zvakarurama,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akati kwaari, “Pamusana pokuti wakumbira izvi ukarega kuzvikumbirira upenyu urefu kana upfumi kana kukumbira kuti vavengi vako vafe, ukazvikumbirira kunzwisisa kuti uwane matongero,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mwari akati kwaari, “Zvawakumbira chinhu ichi, ukasazvikumbirira upenyu hwamazuva mazhinji, kana kuzvikumbirira pfuma, kana kukumbira kuti vavengi vako vafe; asi wakazvikumbirira kungwara, kuti unzwisise kutamba mhaka;
Shona 2009?
Ipapo Mwari akati kwaari, "Zvawakumbira chinhu ichi, ukasazvikumbirira upenyu hwamazuva mazhinji, kana kuzvikumbirira fuma, kana kukumbira kuti vavengi vako vafe; asi wakazvikumbirira kungwara, kuti unzwisise kutamba mhaka;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mwari akati kwaari, “Zvawakumbira chinhu ichi, ukasazvikumbirira upenyu hwamazuva mazhinji, kana kuzvikumbirira pfuma, kana kukumbira kuti vavengi vako vafe; asi wakazvikumbirira kungwara, kuti unzwisise kutamba mhaka;