1 Kings 3:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakupa ʋo ɀausina‐kukumbira, fuma nokukudzwa; naiɀoɀo hakuŋgazoʋi mumŋe pakati pamadzimambo uŋgafanana newe pamazuʋa ako ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro pezvo, ndichakupawo zvausina kukumbira, zvose upfumi nokukudzwa, zvokuti muupenyu hwako hapana mumwe anozoenzana newe pakati pamadzimambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye ndinokupawo zvimwe zvausina kukumbira zviviri izvi zvinoti upfumi nechiremera zvokuti hapana mumwe mambo angazomboenzaniswawo newe upenyu hwako hwose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndakupawo zvausina kukumbira, pfuma nokukudzwa; naizvozvo hakungazovi mumwe pakati pamadzimambo ungafanana newe pamazuva ako ose.
Shona 2009?
"Ndakupawo zvausina kukumbira, fuma nokukudzwa; naizvozvo hakungazovi nomumwe pakati pamadzimambo ungafanana newe pamazuva ako ose.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndakupawo zvausina kukumbira, pfuma nokukudzwa; naizvozvo hakungazovi mumwe pakati pamadzimambo ungafanana newe pamazuva ako ose.