1 Kings 3:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakadzi ʋaʋiri, ʋaiʋa ɀifeʋe, ʋakaȿika kunamambo, ʋakamira pamberi pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino vakadzi vaviri vaiva zvifeve vakauya kuna mambo vakamira pamberi pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pfambi mbiri dzakauya kuna mambo dzikamira paari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakadzi vaviri, vaiva zvipfeve, vakasvika kuna mambo, vakamira pamberi pake.
Shona 2009?
Zvino vakadzi vaviri, vaiva zvifeve, vakasvika kuna mambo, vakamira pamberi pake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakadzi vaviri, vaiva zvipfeve, vakasvika kuna mambo, vakamira pamberi pake.