1 Kings 3:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe mukadzi akati: Haiwa, ishe waŋgu, ini nomukadzi uyu tigere paimba imŋe; ini ndikapona mŋana ndigere naye paimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe wavo akati, “Ishe wangu, mukadzi uyu neni tinogara muimba imwe chete. Ini ndakapona mwana iye aripowo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imwe yadzo yakati, “Changamire ini nomukadzi uyu tigere tose mumba imwechete. Ndakasununguka mwana iye aineni mumba imomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe mukadzi akati, “Haiwa, ishe wangu, ini nomukadzi uyu tigere paimba imwe; ini ndikapona mwana ndigere naye paimba.
Shona 2009?
Mumwe mukadzi akati, "Haiwa, ishe wangu, ini nomukadzi uyu tigere paimba imwe; ini ndikapona mwana ndigere naye paimba.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe mukadzi akati, “Haiwa, ishe wangu, ini nomukadzi uyu tigere paimba imwe; ini ndikapona mwana ndigere naye paimba.